• Raki
  • Ndima Ndapedza
  • Ndakuvara
  • Ngoromera
  • Dzoka Uyamwe
  • Kunze Kwadoka
  • Hear Me Lord (Live)
  • Neria (Live Mahube Version)
  • Wake Up
  • Shanda
  • Ngoma Nehosho
  • Hear Me Lord
  • Todii
  • Moto Moto
  • Gondo
  • Magumo
  • Masimba Mashoma
  • Tapera
  • Kumirira Nekumirira
  • Mabasa
  • Hear Me Lord (live)*
  • Hapana Kuti Mbijana
  • Kusekana Kwanakamba
  • Nzungu Imwe
  • Raki (Zimbabwe)
  • Ungade' We?
  • Vachakunonokera
  • Kuropodza
  • Mhinduro
  • Kuipedza
  • Mbiri Hurimbo
  • Chikara
  • Mkuru Mkuru
  • Kucheneka
  • Wasakara
  • Handiro Dambudziko
  • Ndagarwa Nhaka
  • Pindurai mambo
  • Mutserendende
  • Tsika Dzedu
  • Mutavara
  • Zimbabwe
  • Njuga
  • Ndakuvara (I Am Hurt)
  • Dai Ndiine Mukoma
  • Rwamangwana
  • Rugare Rwamangwana
  • Kusekana Kwanakamba (Laughing At Each Other)
  • Wongororo
  • Ziva Nguva

Varipo varume vanorarama neraki
Iripo mikono inorarama neraki
Isingazive pane anochengeta
Zvichida ariko kumusoro
Anoyambutsa pazambuko
Kukuburitsa murutsva
Agonzvengesa panjodzi

Varipo varume vanorarama neraki (raki munoritorepiko raki)
Iripo mikono inorarama neraki (raki)
Isingazive pane anochengeta (raki munoriwanepiko raki)
Anoyambutsa pazambuko (raki)
Kukuburitsa murutsva (raki unoritorepiko raki)
Agosvetutsa paminzwa uyo (raki)
Kukunzvengesa panjodzi (raki unoriwanepiko raki)

Wozonzwazve lucky enough ndararama
(Lucky enough ndararama)
Ndinokunzwai lucky enough ndanzvenga
(Lucky enough ndanzvenga)

Haaa virume vanorarama neraki (raki munoritorepiko raki)
Iripo mikono inorarama neraki (raki)
Isingazive pane muchengeti (raki munoriwanepiko raki)
Anoyambutsa pazambuko (raki)
Kukusvetutsa paminzwa (raki munoritorepiko raki)
Agonzvengesa panjodzi (raki)
...

******* This Lyrics is NOT for Commercial use *******
(1409612056681)
Lyrics powered by www.musixmatch.com. This Lyrics is NOT for Commercial use and only 30% of the lyrics are returned.

Copyright © 2019 | Mrtzcmp3