• Samatenga
  • Spare Wheel
  • Dzandipedza Mafuta
  • Mudzimai Wangu
  • Suduruka
  • Africa Inaliya
  • Newspaper
  • Pane Asipo
  • Denda
  • Lullaby
  • One Way
  • Tenda
  • Ndaremerwa (One Week)
  • Kunjere kunjere
  • Ndaremerwa
  • Rudo Ibofu
  • Comma
  • ZIMBABWE
  • Zuva Raenda
  • Chautah
  • Simba Nederere
  • Mudzimu ndiringe
  • Mwana Wedangwe
  • Vana Vaye
  • Hapana Chandatadza
  • Dendera resango
  • Magobo
  • kuya mamera
  • Chauta
  • Southern Africa
  • Samanyika
  • Mama Elizabeth
  • Chirurama
  • Window
  • Barika
  • Sawara
  • Ndima
  • Marirangwe
  • African Girl
  • Sekuru ndipeiwo Zano
  • Ngoma yanditora moyo
  • Judas
  • Rudo rwechokwadi
  • BVUMA MUKWASHA
  • Sekuru Ndipeiwozano
  • Bvuma Mkwasha
  • SHURA
  • Ndiri wenhamo
  • Saina
  • Gomo risina muchero

Gomo gomo
Hupenyu hwangu hunokwira gomo risina miti gomo renzara
Gomo gomo
Hupenyu hwangu hunokwira gomo risina miti gomo renhamo

Vamwe vachifamba kune matamba
Hupenyu hwangu hunokwira gomo risina michero gomo renzara
Vamwe vachifamba kune mazhubu
Hupenyu hwangu hunokwira gomo risina michero gomo renzara

Gomo gomo
Hupenyu hwangu hunokwira gomo risina michero gomo renzara
Gomo gomo
Hupenyu hwangu hunokwira gomo risina michero gomo renzara

Vamwe vachifamba kune maroro
Hupenyu hwangu hunokwira gomo risina michero gomo renzara
Vamwe vachifamba kune tsambatsi
Hupenyu hwangu hunokwira gomo risina michero gomo renzara
...

******* This Lyrics is NOT for Commercial use *******
(1409612056681)
Lyrics powered by www.musixmatch.com. This Lyrics is NOT for Commercial use and only 30% of the lyrics are returned.

Copyright © 2019 | Mrtzcmp3