-
Samatenga
-
Spare Wheel
-
Dzandipedza Mafuta
-
Mudzimai Wangu
-
Suduruka
-
Africa Inaliya
-
Newspaper
-
Pane Asipo
-
Denda
-
Lullaby
-
One Way
-
Tenda
-
Ndaremerwa (One Week)
-
Kunjere kunjere
-
Ndaremerwa
-
Rudo Ibofu
-
Comma
-
ZIMBABWE
-
Zuva Raenda
-
Chautah
-
Simba Nederere
-
Mudzimu ndiringe
-
Mwana Wedangwe
-
Vana Vaye
-
Hapana Chandatadza
-
Dendera resango
-
Magobo
-
kuya mamera
-
Chauta
-
Southern Africa
-
Samanyika
-
Mama Elizabeth
-
Chirurama
-
Window
-
Barika
-
Sawara
-
Ndima
-
Marirangwe
-
African Girl
-
Sekuru ndipeiwo Zano
-
Ngoma yanditora moyo
-
Judas
-
Rudo rwechokwadi
-
BVUMA MUKWASHA
-
Sekuru Ndipeiwozano
-
Bvuma Mkwasha
-
SHURA
-
Ndiri wenhamo
-
Saina
-
Gomo risina muchero
Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
Imi munovaisa nyika ipi iri kure?
Uko kwavanogara vasingagone kutaura nesu
Uko kwavanosvika vasingagone kunyora tsamba
Kuti hama dzangu ndakafamba zvakanaka
Nyika yandiri ndigere hangu zvakanaka
Asi rokwe rangu remavara chengetai
Nokuti ndiri mushishi kukumbira kuvatongi
Kuti vandipe gwara ndidzokere kwandakabva
Nokuti ndakasiya vana vangu vese
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Inini) ndasuwa mwana wangu gotwe
(Hona) ndasuwa mwana wangu gotwe, eeh
Toubvunza mubvunzo uya kumatenga
Isu toubvunza chete toubvunza
Kuti sei Mwari muchitipa nguva yakaoma?
Koo hama dzedu dzinotisiya dziripiko?
...
******* This Lyrics is NOT for Commercial use *******
(1409612056681)
Lyrics powered by www.musixmatch.com. This Lyrics is NOT for Commercial use and only 30% of the lyrics are returned.
Copyright © 2019 | Mrtzcmp3